Winky D - Ninja Saturday lyrics

Published

0 115 0

Winky D - Ninja Saturday lyrics

[Intro] Maninja (hooo) Tati takupinda purezha (deng!) [Hook] Ininja Saturday mababy murikudei? Fara kunge une bhavadhe Ininja Saturday zvamunoda huyai ndikupei Musanyara munzveve ndiudzei [Refrain] Ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday Ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe Ndini one chete ninja rinokoshesa Saturday Pasi rese ndovaudza hava bhilive [Pre-Verse] Ndakarova ninja gear (Bhachi nejean) Vanhu voti inini ndadziya (Pisa ?) Ingirandi vakundiziva (Club 19) Vanhu vanoerera ziya (ndapamushini) [Verse 1] Kana uchida kuti tipinde tonaz Fonera the Ninja President monaz Tichakura taienda kuRumours Tikazoti kuSynergy tikati Tropaz Asi [Bridge] Prezha rachinja, prezha rachinja Rakutoda paine muninja Prezha razhinja, prezha rachinja Rakunakidza paine muninja Prezha rachinja, prezha rachinja Rakutoda isusu maninja Prezha rachinja, prezha rachinja [Hook] Ininja Saturday mababy murikudei? Fara kunge une bhavadhe Ininja Saturday zvamunoda huyai ndikupei Musanyara munzveve ndiudzei [Refrain] Ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday Ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe Ndini one chete ninja rinokoshesa Saturday Pasi rese ndovaudza hava bhilive [Pre Verse] Ndakarova ninja gear (Bhachi nejean) Vanhu voti inini ndadziya (Pisa ?) Ingirandi vakundiziva (Club 19) Vanhu vanoerera ziya (ndapamushini) [Verse 2] Horaiti ndakumbomira majokes Prezha rese raenda kuFox Kuma rasta maninja ane ma locks Ndokwatinorova prezha overdose Baby! [Bridge] Prezha rachinja, prezha rachinja Rakutoda paine muninja Prezha razhinja, prezha rachinja Rakunakidza paine muninja Prezha rachinja, prezha rachinja Rakutoda isusu maninja Prezha rachinja, prezha rachinja [Hook] Ininja Saturday mababy murikudei? Fara kunge une bhavadhe Ininja Saturday zvamunoda huyai ndikupei Musanyara munzveve ndiudzei [Refrain] Ndinokufadza kunge mwana wechikoro ari paholiday Ndobva ndakukoshesa kupfuura goridhe Ndini one chete ninja rinokoshesa Saturday Pasi rese ndovaudza hava bhilive [Pre-Verse] Ndakarova ninja gear (Bhachi nejean) Vanhu voti inini ndadziya (Pisa ?) Ingirandi vakundiziva (Club 19) Vanhu vanoerera ziya (ndapamushini) [Outro] Kwinji unoda prezha maningi Bhobho unotamba prezha kahobho Yo Layaan, chikiya zayan