Winky D - Gerai Ndebvu lyrics

Published

0 201 0

Winky D - Gerai Ndebvu lyrics

[Intro] Paita kababy apa Nduda kumboratidza hudaddy apa Ah the Ninja President hooo [Verse 1] Maninja pane chimoko chandafarira Hameno kana tsono dzangu dzikadaira Ndikuda kuti ndinochi tipper ndini Bigman Kana chisingatondizive chakasarira Ndachiti ndeipi baby chakadaira Munotiziva hatitane kugaira Ndabva ndati wakakomborerwa Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum music yaunoimba pakutapira Ndaita raki kuti zvoni chandiziva Asi one chunhu chete ini chandisina kufarira [Hook] Kanditi Bigman (hee), Bigman (hee), gerai ndebvu Ndikati baby, baby, siya chirebvu Kakati Bigman, Bigman gerai mukwende Ndikati baby, baby, better uende [Verse 2] Kanogaya ndakadhibha kunge Samson But ini ndini Di Bigman Ndabva ndaka tuner kuti zvoni Kana pari pamunyati ndiri one pamillion Enda kwaMutare bvunza paPavilion Kana kuri kure pinda Jipisoni Unokwira high roof yakanzi jekiseni I'm bad sa Michael Jackson Iwe uri mad saka ukuda medicine Ndinoudza VaChihuri dzikachena cheni Handimbofa ndakacheka mukwende wangu zvakandifananira nekushaya oxygen [Hook] Kanditi Bigman (hee), Bigman (hee), gerai ndebvu Ndikati baby, baby, siya chirebvu Kakati Bigman, Bigman gerai mukwende Ndikati baby, baby, better uende [Verse 3] Usati wachinjwa nebaby chinja baby Tsvaga kaninja baby Kana iwe ukangodhibha mbijana hameno zvako mari yese unoburitsa Baby, ndiri muninja handisi n***a baby Saka tanga wandibhiga baby Handiku kicke sebhora remu La Liga baby Ndinopa rudo rwechininja ukapfidza baby Pamukwende wa Di Bigman easer baby Ndovesa machisi baby But ini ndini the Ninja President Handikupise ndongokusikisa baby [Hook] Kanditi Bigman (hee), Bigman (hee), gerai ndebvu Ndikati baby, baby, siya chirebvu Kakati Bigman, Bigman gerai mukwende Ndikati baby, baby, better uende [Verse 1] Maninja pane chimoko chandafarira Hameno kana tsono dzangu dzikadaira Ndikuda kuti ndinochi tipper ndini Bigman Kana chisingatondizive chakasarira Ndachiti ndeipi baby chakadaira Munotiziva hatitane kugaira Ndabva ndati wakakomborerwa Zviri kumashure kwako hazvinyepe kunge Shakira Chabva chati rurimi rwako runenge bubblegum music yaunoimba pakutapira Ndaita raki kuti zvoni chandiziva Asi one chunhu chete ini chandisina kufarira [Hook] Kanditi Bigman (hee), Bigman (hee), gerai ndebvu Ndikati baby, baby, siya chirebvu Kakati Bigman, Bigman gerai mukwende Ndikati baby, baby, better uende