Winky D - Ngoma Futi lyrics

Published

0 185 0

Winky D - Ngoma Futi lyrics

[Intro] Gafa kusvika ndafa Ngoma futi (Igwe) Ngo ngoma futi Ngoma futi (Da da da dancehall Igwe) [Bridge] Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi) Dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa! [Pre-Hook] Menge makurarisa dance Zvino ndakuita kuti rimuke Musade kusaiza mafans Zvinoita ropa ritsvuke Vati aihwa dzorai dance pamakariwana Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana [Hook] Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti [Verse 1] Menge mochema dance renge rafa zvino ramuka seMwanakoma Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenaka vakomana Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance Uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans [Pre-Hook] Menge makurarisa dance Zvino ndakuita kuti rimuke Musade kusaiza mafans Zvinoita ropa ritsvuke Vati aihwa dzorai dance pamakariwana Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana [Hook] Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti [Verse 2] Saka ndakubhiga vese vari kukavira ngoma mberi ngoma dziende kuseri (ngoma futi) Plus zvenhando usateerere bika zvemhando vateerere (ngoma futi) Kana mabika imi ngoma ndorova Dzika zvimba ndipe mvura shoma ndotova Ndoda kudzirova neche apa pa pa pa pakati pemusoro kunge nhova Ndobva ndadzidzorera padzaimbova Inzwa ka mudance mese yangova Biggie Biggie Biggie Kumu disser hazviseenze hazvina basa kunge rovha [Bridge] Ndakuda kurova ngoma kunge mwana aita musikanzwa (ngoma futi) Dance ramuka rabva ramira kunge muti wanzwa! [Pre-Hook] Menge makurarisa dance Zvino ndakuita kuti rimuke Musade kusaiza mafans Zvinoita ropa ritsvuke Vati aihwa dzorai dance pamakariwana Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana [Hook] Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti [Verse 1] Menge mochema dance renge rafa zvino ramuka seMwanakoma Tenge tapuhwa tafura kuti tidye nemi mhanzi zvino vorovana Venge vati zvarafa togara nhaka zvishoma zviripo togovana Kusaziva hudyire ndohwakaparadza pfuma yenaka vakomana Zvino chizivai ani nani asingatende nemuzita rengoma haapinde dance Uye futi ani nani asingapinde mudance haambobhigwa nema fans [Pre-Hook] Menge makurarisa dance Zvino ndakuita kuti rimuke Musade kusaiza mafans Zvinoita ropa ritsvuke Vati aihwa dzorai dance pamakariwana Aihwa manje ini ndori kicker nema shanana [Hook] Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, hapachada ngoma juti Ndakurova ngoma futi, ngoma futi, ndakutora mboma mubhuti