Tocky Vibes - Chinhango lyrics

Published

0 233 0

Tocky Vibes - Chinhango lyrics

[Intro: Tocky Vibes] Zvakaoma weduwe Vaiva mukuru pakuvhima, vachinyima Vaitozobirwa mudima, vakadzima Nyama yaigara musaga, yakaomeswa ungaigumha Mhamha vakaboora saga, kuitira vana mukanwa mumbotaster [Chorus: Tocky Vibes] Chinhango chandavh*mora bvuma chirango wodzosa Chinhango chandavh*mora bvumazve chirango wosvitsa Kuzoba vanga vatadza kutaura nababa Mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana [Verse 1: Tocky Vibes] Iwe ndianiko arikutaura muno? (muno mudima) Patakarara vamwe venyu varimo mundima Chiiko chiri kuitika muno mudima? (muno mudima) Kutadzisa vanhu kurara vari mudzimba (vari mudzimba) [Chorus: Tocky Vibes] Chinhango chandavh*mora, bvuma chirango wodzosa Chinhango chandavh*mora, bvumazve chirango wosvitsa (svitsva) Kuzoba vanga vatadza kutaura nababa Mhamha mwoyo warwadza ndimbofadzawo vana [Verse 2: Tocky Vibes] Ndiani zve asingavata kundari Dzanhasi ingonono rudzi hwai? Muridzo wechikochikari (whistles) Ndozvamamuchiita, itai zvamamuchiita (whistles) Hatidi vanhu vanocheater, chipfidza [Chorus: Tocky Vibes] Chinhango chandavh*mora, bvuma chirango wodzosa (Chivh*morakai) Chinhango chandavh*mora, bvuma zvechirango wosvitsa (Uchisvitsa ani?) Kuzoba tanga tatadza, imi baba Mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana [Bridge: Tocky Vibes] [?] Viali, hanzi weku 4 May Ndikati Ndandi Go Round [Outro: Tocky Vibes] (Chinhango chandavh*mora, bvumazve chirango wosvitsa) Zvakaoma weduwe (Chinhango chandavh*mora, bvumazve chirango wosvitsa) Vaiva mukuru pakuvhima, vachinyima Vaitozobirwa mudima, vakadzima Nyama yaigara musaga, yakaomeswa ungaigumha Mhamha vakaboora saga, kuitira vana mukanwa mumbotaste Chinhango chandavh*mora bvuma chirango wodzosa Chinhango chandavh*mora bvumazve chirango wosvitsa Kuzoba vanga vatadza kutaura nababa Mhamha mwoyo warwadza, ndimbofadzawo vana