Tawanda Gold - Gadziraiwo Nyika lyrics

Published

0 148 0

Tawanda Gold - Gadziraiwo Nyika lyrics

Intro Horendendende mambo wangu woye Yeeeeaaaa iya hazvimborehwa iweeee Gold people Horendendende mambo wangu woye Seku Bee exclusive Iya hazvimborehwa Tawanda Gold babe 1st verse Troy akandibvunza mubvunzo ndikatadza kupinduraa Ndapedza chikoro ndichashanda kupiko tisina mafactory makomba muroad nhai Baba semavendor awanda Ndobva ndasticker Ko mai vangu varipi Vakaenda Dubai Ko tete vangu varipi Vakaenda Britain Ko sei vasiri muno Ndobva ndasticker Vashayeiko munoooo Chorus Nhai vakuru weee Gadzirawo nyika mhuri yangu ifare..tifare×2 Tinodawo kudya zvinonaka Tinozvidawo Tinoda mabasa awanike Tinozvidawo Aaaahhhhhaaaaa 2nd verse Kupararira nenyika mwanangu hona kutsvaga urarame Kutsvaga urarame Mai vako vanokufunga neZimbabweh There is no place like home Iwe usipo Inyaya yeraramo Haaaaaaa inyaya yeraramo Kutsvaga kurarama Tashaiwa mabasa muno Vamwe variko Joni Haaaaaaa inyaya yeraramo Vamwe kuBotswana Tashaiwa mabasa muno Back to chorus Zvikanzi tsvaga vanhu vakadzidza Unovawana muno Oooohh Vachitengesa pamusika Zvinoitika muno Chero vanenjere dzakapinzisa Ahhhaaaa Unovawona muno Vachichinja mari muno Zvinoitika muno Inyaya yeraramo Aaahaaaa inyaya yeraramo Tashaiwa mabasa Back to chorus Tinodawo kudya zvinonaka Tinozvidawo Tinoda mabasa awanike Tinozvidawo Aaaahhhhhaaaaa