Tanto Wavie - Jazzman lyrics

Published

0 383 0

Tanto Wavie - Jazzman lyrics

Chorus: Ndisungirei danda rangu Rinofadza moyo wangu Tererai ngoma dzangu Muchiisa chamba pama rizzla Ndinogara ndiri high Chengetai chemangwana Wedzera mix wangu I jst wanna smoke it ndimu (Bhima) bmw Verse: Ndakarohwa nemzii Ehe kubase kwedu kuri busy Dry mouth handiyidi Ndinotenga dopaz anyway Popo rakundi pinza busy Hanzi ganja hatiridi Should i buy zimu vee Kuty vasazondi ise chain Mmm ndipei mmm ndipei Mmm ndipe eh ey Ndochifunga makuseni Wamuka sei Muka se eh ey Ndri high nema ganja cake cake cake Tarisai muromo yedu Yakasvibira kumba kwenyu Ndochida chamba chenyu Chondibata se codeine Ha inini ndakastika Maziso angu akatsvuka Iwe takura usandi bira Unokaura wazvinzwa Uribho mtengo wenyu Chamba chinondipa hupenyu Chenjerai kubase kwenyu vane shanje nemi Andidi chidodo ini Chamba chondiita bho ini Ska roller chamba homie Ndiende mdenga sema ma angels Chorus: Ndisungirei danda rangu Rinofadza moyo wangu Tererai ngoma dzangu Muchiisa chamba pama rizzla Ndinogara ndiri high Chengetai chemangwana Wedzera mix wangu I jst wanna smoke it ndimu (Bhima) bmw