Takura (Zim) - Mungandidii? lyrics

Published

0 244 0

Takura (Zim) - Mungandidii? lyrics

[Intro: Takura] They always gonna tell you that you cannot do it (C.O.G. Beatz baby) I told them, no I can Look at me now baby I'm doing it, I did, I'm still gonna do it til I die baby (Takura Baby) [Hook: Takura] Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero mukazama zama zama zama sei (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero ndikadai, chero ndikadai (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) [Verse 1: Takura] Kwakuita kunge kuvhaira, eh Hona, hona manje me and my team Tiku[?] all day tikufairwa, eh Out here tichiliver that good good life Tongoripa kungogarira, eh Hanzi, hanzi kwanzi zvayi hey hey zvazodai Manje ini ndatojaira eh Asi sei mukurwadziwa? Hey, hey, hey Imbozvitarisa mumirror, look at yourself Wakapenga wakadaro Ende usambotozvityira, eh Chero wakazama sei usatombozvidzikisira, eh Mwana wamai let me tell you one thing (one thing) Chero ukazama zama something (something) Hazvina kana basa ko ungandidii? [Hook: Takura] Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero mukazama zama zama zama sei (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Turn up, turn up, turn up Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero ndikadai, chero ndikadai (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) [Verse 2: Takura] Ndoita kunge kutyaira, eh I got you trapping, I got you dabbing But hapana zvamungaita (hapana, hapana) mungandidii? Taking over, I'm taking over Imbondisiya ndimboshaina eh Trying to stop me from doing me Ende muri kundigaira eh I can see mukurwadziwa Imbozvi-imbozvitarisa mumirror, eh Wakapenga wakadaro Ende usambotozvityira, eh Chero wakazama sei usatombozvidzikisira, eh Mwana wamai let me tell you one thing (one thing) Chero ukazama zama something (something) Mmmm [Hook: Takura] Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero mukazama zama zama zama sei (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamungandiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Turn up, turn up, turn up Imi mungandidii, mungandidiiko? (Hapana zvaunombondiita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) Chero ndikadai, chero ndikadai (Hapana zvaunomboita) Hapana zvamunondiita, mungandidiiko? (Hapana zvaunomboita) [Outro] Mungandidii, mungandidiiko? Hapana, hapana, hapana Mungandidii, mungandidiiko?