Takura (Zim) - Mhofu Mekenyenye lyrics

Published

0 170 0

Takura (Zim) - Mhofu Mekenyenye lyrics

[Intro] (Mr Okay Okay) Ohhh (It's Mr Okay Okay Okay Okay) NaDonny Pound Yeeaa [Chorus: Donny Pound & Takura] Kanonditi mhofu yemukono, yemukono Makanyanya, imi makanyanya imi Aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya Makanyanya, imi makanyanya imi Dai musipo mhofu, man I don't know Man I don't know (Ndaizvigona seyi yeee) Aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono (Makanyanya mhofu) [Verse 1: Takura] Hanzi hanzi hanzi, mhofu ini I don't know If you noticed, I'm so gone I'm in love with the coco Lemme be your mukoko Tried to hide my feelings from you Tried to keep it on the low-low Ndakapinda busy 'cause you know exactly pane hotspot Ndiri mhofu yemukono, you don't have to be solo They will talk vanegodo, tryna mess with your ego We don't have to worry about them, tovasiya vekedero No designer clothes, ini ndopfeka chero bhero Ndinofarira kuti uri Low-maintenance Ndaperera ndakutoita kunge sebenzi Ndospakwa paunondishedza uchinditiiii [Chorus: Donny Pound & Takura] Kanonditi mhofu yemukono, yemukono Makanyanya, imi makanyanya imi Aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya Makanyanya, imi makanyanya imi Dai musipo mhofu, man I don't know Man I don't know (Ndaizvigona seyi yeee) Aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono (Makanyanya mhofu) [Verse 3: Donny Pound] Hanzi mhofu makanyanya (makanyanya haa) Hamuite samukanya (samukanya haa) Munondida ndekedero (ndekedero yekedero) Hamuite ka zvenharo Nyangwe vanamukanya vakataura Imi mhofu munongoshaura Ndosaka ini ndichikudaika Kunyanya paya pamunotaura Saka huya padhuze baby Come dhuze baby Ndikupe kalove karibhoo now Kalove karibhoo now ooh [Chorus: Donny Pound & Takura] Kanonditi mhofu yemukono, yemukono Makanyanya, imi makanyanya imi Aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya Makanyanya, imi makanyanya imi Dai musipo mhofu, man I don't know Man I don't know (Ndaizvigona seyi yeee) Aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono (Makanyanya mhofu) [Bridge: Takura] Imi mhofu makanyaanyaa (nyaanyaa) Imi mhofu makanyaanyaa (nyaanyaa) Huya timbonwaa kokokoraa takagaraa paruware Iwewe neni baby Tichidanana kaisu Tichifaisa kalove Takagara paruware [Chorus: Donny Pound & Takura] Kanonditi mhofu yemukono, yemukono Makanyanya, imi makanyanya imi Aiwa imi mhofu makanyanya, makanyanya Makanyanya, imi makanyanya imi Dai musipo mhofu, man I don't know Man I don't know (Ndaizvigona seyi yeee) Aiwa imi mhofu makanyanya, yemukono (Makanyanya mhofu) [Outro: Takura] Ndiri mhofu yemukono, yemukono Ndiri mhofu yemukono, yemukono Ndiri mhofu yemukono, yemukono Ndiri mhofu yemukono Okay Okay Okay eh Okay Okay Okay eh Iii Iii Iii