Take Fizzo - Kumaraini Kwangu lyrics

Published

0 221 0

Take Fizzo - Kumaraini Kwangu lyrics

[Intro: Ti Gonzi] Aah, aah, aah (Clears throat) Ti Gonzi imwe mbeu Ayo Bobs [?] Hipu Hopu YekuGhetto [Verse 1: Ti Gonzi] Kumaraini kwangu Ndiko kwandakakurira Unongonzwa maspeaker achitaura nekurira Boys Nhamo imonya redu, hapana anotikurira Kumaraini kwangu, boys Titori vanhu vari bho, tofungawo haikona kutifungira Boys Kumaraini kwangu ndiko kwatinosunga pasina anotisungira Kumaraini kwangu, boys Hatiswere muyard, muyard, Maghedhi haana maguards, maguards Newspaper itoilet paper and Gym yedu isimbi ine zvigaba zvecement Kumaraini kwangu, boys Makombi haapere kutonaz, chero 3 am monaz Tese tinozivana, ende hatitane kufambisana ZIANA [Hook: Ti Gonzi] Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys Kumaraini kwangu [Verse 2: Ti Gonzi] Areaz rangu Takunzi anaBeit, hautishaye paBhiriji Panext door toisirwa nyama mufiriji Boys, areaz rangu Hatimwe beer, beer Tongoda hwahwa nedoro, doro Hakuna maclub nemapub, kune mabhobhi storo Areaz rangu, boys Magetsi aenda, kusina power bhora toonera kubhawa, bhawa Mazuva ano hwahwa hwakunaka, ndiri mudiki ndaifunga hunowawa Boys Matadza Geography, munaita steady Titori bho, musazoti tiri over-populated [Hook: Ti Gonzi] Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Boys Kumaraini kwangu Bo-bo-bo-bo-bo-bo-boys [Outro: Ti Gonzi] Kumaraini kwandinogara kunoda isu takujaira Isu takujaira, isu, isu, isu takujaira Kumaraini kwandinogara kunoda isu takujaira Plus futi hakudi vaya, plus futi hakudi vaya Plus futi hakudi vaya vanoita zvekujaira Hipu hopu YekuGhetto Ti Gonzi imwe mbeu Gore rineri vanopinda busy boys rangu Take Five kwakumberi kwauri uko sha Sa-saka iwewe wakutonzi Take Six iwewe Bhundu records uri sei? Eyo Ohara uri sei? Ti Gonzi imwe mbeu Beandollar, Skodo, Marascal, Ohara, Swaz Beats, [?] Ndine team yangu, boys rangu [?], eyo Max Chiyangwa, [?] Boys Hapana apa, hapana, hapana, hapana Vaizviti vakangwara boys iri Last year ndakanetsa ne one song Ko ndakazoita song nehalf, muchaita sei? Muchaita sei?