Soul Jah Love - Hove Huru lyrics

Published

0 112 0

Soul Jah Love - Hove Huru lyrics

[Intro: Soul Jah Love] (PTK music) Television Ting High Definition Chigunduru gunduru Haga, haga Makuruwani [Verse 1: Soul Jah Love] Ndanzwa ngoma ichiita kunge chiPantsula Inzwa inini ndaipinda pachi Gorilla Inini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula Vese ndavaona vari kutatarika Ngoma irikurira vari kupaparika Ndini ndavadhaka siya vadzedzereka Semhepo vese varikupepereka Asi rasta zunzai mukwende PTK ridza tiende Ndokuti vese vatende Patinosvika ita kuti vahwande [Chorus: Soul Jah Love] Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-bababababababa [Verse 2: Soul Jah Love] Vari kunwa malager kana macider Kuno unotouya wadecider Mari yerent wogara wadivider Nekuti mangoma isu tiri kurider Murder, handisi kugedha gedha Kutamba ngoma kunge chivhedha Kwese ndichivarova maheader Vopa kutenda [Chorus: Soul Jah Love] Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-bababababababa [Verse 3: Soul Jah Love] Nyangwe tiripa 1 plus 1 Maoko mudenga bvisai ngowani Chitsayera icho chinyowani Kana uriwega tsvaga mumwe one Chibababa ndimakuru wani Ah inga munondida wani Mangoma ndoari nani Nekuti ndinomakanga mupan [Bridge: Soul Jah Love] Hatibatike hatikundike Dhanzi nyowani yekuzvikanda Handikendenge inonzi handikendenge Isusu hatibatike hatikundike Dhanzi nyowani yekuzvikanda Handikendenge inonzi hatiketeke [Pre-Chorus: Soul Jah Love] Awona PTK Ah, hove huru Sunshine, hove huru Gaza me say, hove huru Hatibatike kwakachena nekuti [Chorus: Soul Jah Love] Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-ba Unon... (laughs) Television High Definition Makuruwani Chigunduru gunduru, chigunduru gunduru [Verse 1: Soul Jah Love] Ndanzwa ngoma ichiita kunge chiPantsula Inzwa inini ndaipinda pachiGorrila Inini ndasvipa moto kuita kunge Godzilla Ndichivasveta ropa kuita kunge Dracula Vese ndavaona vari kutatarika Ngoma irikurira vari kupaparika Ndini ndavadhaka siya vadzedzereka Semhepo vese varikupepereka Asi rasta zunzai mukwende PTK ridza tiende Ndokuti vese vatende Patinosvika ita kuti vahwande [Chorus: Soul Jah Love] Isusu hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-ba Unonakirwa wasvika Hatibatike kana kwakachena Hove huru dzinodyira kwasviba Chiba-ba-ba-bababababababa