Anonzi Xndr - Tiri Two lyrics

Published

0 150 0

Anonzi Xndr - Tiri Two lyrics

[Intro: T1 Wema1] T1 Wema1 TeamREHAB Babie Ma1 atanga na T1 Ma1 atanga [Hook: Anonzi Xndr] Wakarova dress-up brand new Got everybody lookin at you No teamz, no friends, no crew Bhebhi tichifara tiri two zvedu (x2) [Verse 1: T1 Wema1] Ngatibude muden tijambire mujagwa Tinange kuclub mukadzi timbospakwa Cash iri tii ma rands nemaObama Ngatiite zvemufirimu kunge vanhu vemudrama Drunk in Love kunge Beyonce naJay Z Rudo rwaunondipa rwunondimhanyisa crazy Uchizevezera munzeve kuti ‘daddy' Zvinonyerekedza ma1 kani bhebhi Pfeka ka dress keblack nema tights Vakakuona nhasi vanotanga ma fights Mafesi achiti anoda mskana akaita sewe Mabhebhi achirwira kungoda kufamba newe (Ne Ne) Newe Ndinovimba newe Yese inoita ndinoita ndiinewe Nasty tricks ndinopinda ndiinewe Chibhodhoro che black ndochirova ndiinewe [Hook: Anonzi Xndr] [Verse 2: T1 Wema1] Ita seunononga uri pa dance floor Matambiro ako hapana ane door Wind and go down zvinotora moyo Pfugama kunge ukutamba tsoro Zunguza muviri mangoma achikwamha DJ tamuudza number chimbopamha Wheeler, wombomira Wozowheeler ndichifeeler Chibata musoro uchikurunga chiuno Wodzoka kumashure uchiuya nechekuno Kumba hatiende kuchatouya kuno Chilla hako bhebhi tomboita nezvemuno Ndezvemuno, Ndezvemuno Zvese zvawaona wotosiya zviri muno Madrinks achinaya tiri muno Zuva kusvika pakubuda tiri muno [Hook: Anonzi Xndr] [Verse 3: T1 Wema1] Marukaz ondiona ndichifamba ndiine bango Paidamoyo wangu kunge Tanga wekwa Sando Ziso kudzvokora kunge Baba Jukwa Steady kani mhani hatidi munhu anenge mhuka Doro tichidzvuta Homwe dzakafuta Tisu vanhu vacho vakonzeresa paguta Mhofu yemukono kwete mhofu yemukonyo Ukutsvagei muclub nema jeans ane mupono Ndokusara Ndokusara Isu takumberi muchingoda zvemahara Kalife kepatown kanotoda vakangwara Smart, pachidhara [Hook: Anonzi Xndr] [Outro: T1 Wema1] Wakarova dress-up brand new They be lookin at you Coz they ain't that cool They be lookin at you Coz they ain't that cool