ALBERT MANGENA JUNIOR VIRGO - PURPLE lyrics

Published

0 63 0

ALBERT MANGENA JUNIOR VIRGO - PURPLE lyrics

[INTRO] Ndakapfeka suit yangu yePurple Junior Virgo thus mi Level Decent Alkaline change you Vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo [VERSE 1] Vanoziva kuti ini ndinoimmba so mmm Vanoziva kuti ini ndakapenga so mmm Vanoziva kuti isu tinoita so Vanegodo please ndokumbira musadaro so Vanoziva kuti isu tinoita so Vanoziva kuti Virgo anoimba so Vanoziva kuti ini ndinoita so Vanegodo please ndokumbira musadaro so [Chorus] Gyal take a middle skin out a hole Camera man shine pun yah call Yuh nuh f** buh nuttin Gyal enjoy your life so more Ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwa Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwaaaaaa You have many gyals Dhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwa dhakwaa Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwaaaaaa [VERSE 2] Vanoziva Virgo ndinosimudza mafans Mr Masvingo ndinorocka mudance Vane godo vanofinhikana asi hazvina basa NdiMwari vakandipa yacho chance Konshens paakaimba song Buss a Blunk Alkaline anga ari paside ari pastan Junior Virgo See adi headlines Written fi yah eight lines [Chorus] Gyal take a middle skin out a hole Camera man shine pun yah call Yuh nuh f** buh nuttin Gyal enjoy your life so more Ndakadhakwa dhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwa Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwaaaaaa You have many gyals Dhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwa dhakwaa Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwaaaaaa [INTRO] Ndakapfeka suit yangu yePurple Junior Virgo thus mi Level Decent Alkaline change you Vanoziva kuti ini ndinoimba so-oo-ooo Dhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwa dhakwaa Ndinoimba ndakadhakwa dhakwa dhakwa Dhakwa dhakwaaaaaa __________end______________